Magwaro mashanu emutemo Onawo Deuteronomio; Eksodo; Genesi; Mosesi; Numeri; Revitiko; Testamente yaKare Zita rinopiwa kumabhuku mashanu ekutanga muTestamente yaKare—Genesi, Eksodo, Revitiko, Numeri, naDeuteronomio. MaJuda anoti mabhuku aya anonzi Tora kana kuti mutemo weIsraeri. Akanyorwa naMosesi (1 Ni. 5:10–11).