Gungano iro raishandiswa neVatendi vemazuva ekutanga kweChechi yakadzorerwa pakare kutsvaka kugara mutemo wekuzvipira. Vanhu vaigovana midziyo, zvinhu, nezvinowanikwa, vachigashira zvinhu izvi zvichienderana nezvavaida nezvavaishaya (D&Z 51:3; 78:1–15; 104).