Kumutsa Onawo Kumuka Kuvakafa Kuita kuti chive chipenyu, kumutsa mukufa, kana kupindura munhu kuti ave pamberi paMwari. Mwari vakatimutsa pamwechete naKristu, VaE. 2:4–5 (VaKoro. 2:6, 12–13). Kristu akauraiwa munyama, asi akamutswa muMweya, â… Â Pet. 3:18 (D&Z 138:7). Hapana munhu akaona Mwari kunze kwekunge amutswa neMweya, D&Z 67:11. Rununuro rwuri nekunaiye anomutsa zvose zvinhu, D&Z 88:16–17. Vatendi vachamutswa vagosimudzwa kuti vasangane naKristu, D&Z 88:96. Adama akave akamutswa mumunhu wemukati, Mos. 6:65.