Kupfuvisa Onawo Matambudziko Kukonzera kushatirwa kana kurwadza kune vamwe pamusana pezvavanotenda kana zvavari; kushusha kana kudzvinyirira. Vakaropafadzwa avo vanopfuviswa pamusana pekururama, Mat. 5:10 (3 Ni. 12:10). Vanamatirei avo vanokushandisai neruvengo nokukupfuvisai, Mat. 5:44 (3 Ni. 12:44). Nokuti vakapfuma, vanopfuvisa vakapfava, 2 Ni. 9:30 (2 Ni. 28:12–13). Vakarurama avo vanotarisira mberi kuna Kristu pamusoro pekupfuviswa kwose havazofa, 2 Ni. 26:8. Zvose zvinhu izvi zvichakupai rudzidziso, D&Z 122:7.