Zvibatsiro Zvekudzidza
MaKristu


MaKristu

Zita rinopiwa kune vanodaira muna Jesu Kristu. Kana dai zvazvo izwi iri riri rinoshandiswa pasi rose, Ishe vakadoma vateveri vechokwadi vaKristu kuti Vatendi (Mabasa 9:13, 32, 41; Ⅰ VaKori. 1:2; D&Z 115:4).