Zarahemura Onawo Amoni, Chizvarwa chaZarahemura; Mureki MuBhuku raMormoni, Zarahemura zvinotaura (1) murume akatungamirira nyika yaMureki, (2) guta rakadaidzwa zita rake, (3) dunhu reZarahemura, kana (4) vanhu vaimutevera. Zarahemura akafara kuti Ishe vakanga vatumira maNifai, Omu. 1:14. Zarahemura akapa rungano rwekuzvizvarwa zvaanababa, Omu. 1:18. Amoni aive wechizvarwa chaZarahemura, Mosaya 7:3, 13. Chechi yakavakwa muguta reZarahemura, Aru. 5:2. Pamusana pevakarurama vakaipa vakaponeswa muZarahemura, Hir. 13:12. Guta reZarahemura rakapiswa pakufa kwaKristu, 3Â Ni. 8:8, 24.