Shirikadzi Onawo Ruyamuro Mukadzi ane murume afa uye asina kuzoroorwa zvakare. Vasina madzibaba neshirikadzi vachauya vachidya, Deut. 14:29. Shirikadzi murombo iyi yaisa zvose zvainazvo, Marko 12:41–44. Shanyirai vasina madzibaba neshirikadzi mukutambudzika kwavo, Jkb. 1:27. Ishe vachave mupupuri anokurumidza kune avo vanodzvinyirira shirikadzi, 3 Ni. 24:5 (Zek. 7:10). Shirikadzi nenherera vachariritirwa, D&Z 83:6 (D&Z 136:8).