Jafeti Onawo Noa, Tateguru vemuBhaibheri Mwanakomana mukuru waNoa, muporofita wemuTestamente yaKare (Mos. 8:12). Noa akabereka Jafeti, Gen. 5:32 (Gen. 6:10; Mos. 8:12). Jafeti nemudzimai wake vakapinda muAreka yaNoa, Gen. 7:13. Jafeti akabuda muareka, Gen. 9:18. Ishe vachakudza Jafeti, Gen. 9:27.