Zakaria Onawo Erisabete; Johane Mubapatidzi MuTestamente Itsva, baba vaJohane Mubapatidzi. Zakaria aive nebasa rehupirisita uye aiita basa mutemberi. Ngirozi Gabrieri yakavimbisa mwanakomana kuna Zakaria nemudzimai wake Erisabete, Ruka 1:5–25 (D&Z 27:7). Rurimi rwake rwakasunungurwa, Ruka 1:59–79. Zakaria akauraiwa pakati petemberi nearita, Mat. 23:35 (Ruka 11:51).