Hanzvadzi Onawo Hama; Munhu Sevana vaBaba vedu Vekudenga, vose varume nevakadzi pamweya ihanzvadzi nehanzvadzi. MuChechi, nhengo dzechikadzi neshamwari dzeChechi kazhinji vanodaidzwa kunzi hanzvadzi. Avo vanoita chido chaBaba vangu, ivavo munin’na kana hanzvadzi yangu, Mat. 12:50 (Marko 3:35). Mitemo inotonga zvekureururwa kwezvivi pakati pehanzvadzi nehanzvadzi muChechi rakamiswa, D&Z 42:88–93.