Mureza
Mumagwaro matsvene, mureza kana rupawo apo vanhu vanoungana mukubatana pachinangwa kana mazivikanirwo. Pasi chigare mureza waiita senzvimbo yekuunganira yemauto muhondo. Bhuku raMormoni neChechi yaJesu Kristu mireza yezviratidzo kumarudzi ose epasi.