Asheri
MuTestamente yaKare, mwanakomana waJakobo naZirpa, murandakadzi waRea (Gen. 30:12–13).
Rudzi rwaAsheri
Jakobo akaropafadza Asheri (Gen. 49:20), uye Mosesi akaropafadza vedzinza raAsheri (Deut. 33:1, 24–29). Zvizvarwa izvi zvaidaidzwa kuti “varume vane simba guru vasina kutya” (Ⅰ Mak. 7:40).