Anenungo Asingashande asiri mukati memabasa akarurama. Kana paine asingadi kushanda, haafanire kudya, â…¡Â VaT. 3:10. Vakave vanhu vane nungo, vazere nemisikanzwa, 2Â Ni. 5:24. Ibvai munungo, Aru. 38:12. Uyo ane nungo haachazodya chingwa chemushandi, D&Z 42:42. Nhamo kwamuri imi musingade kushanda nemaoko enyu, D&Z 56:17. Batai neshungu muchinhu chakanaka, D&Z 58:27. Regai kuva nenungo, D&Z 88:124.