Rakeri Onawo Jakobo, Mwanakomana waIsaka MuTestamente yaKare, mukadzi waJakobo (Gen. 29–31, 35). Aivewo amai vaJosefa naBenjamini.