Pirato, Pontio
Mutongi wechiRoma muJuda, 26–36 Kristu azvarwa (Ruka 3:1). Aivenga vanhu vechiJuda nechitendero chavo akauraya maGarirea vakati kuti (Ruka 13:1). Jesu akapomerwa akatongerwa kuroverwa pamuchinjikwa pamberi paPirato (Mat. 27:2, 11–26, 58–66; Marko 15; Ruka 23; Joh. 18:28–19:38).