Kusadaira Onawo Daira Kushaya ruvimbo muna Mwari nevhangeri ravo. Haana kuita mabasa mazhinji makuru ikoko pamusana pekusatenda kwavo, Mat. 13:58. Pamusana pekusatenda kwavo vadzidzi vaJesu vakanga vasingakwanise kubvisa dhiabhorosi, Mat. 17:14–21. Yamurai kusatenda kwangu, Marko 9:23–24. Jesu akatsiura Vaapositori vavo pamusoro pekusatenda kwavo neukukutu hwemwoyo, Marko 16:14. Kusatenda koita here rutendo muna Mwari rwushaye basa? VaR. 3:3. Zviri nani kuti munhu mumwechete afe pane kuti rudzi ruderere nekuparara mukusatenda, 1 Ni. 4:13. Kana nguva yauya yekuti vanoshomeka mukusatenda, achaita kuti vaparare nokurohwa, 2 Ni. 1:10–11 (D&Z 3:18). Pamusana pekusadaira kwavo havana kugona kunzwisisa shoko raMwari, Mosaya 26:1–5. Handina kukwanisa kuratidza vaJuda zvishamiso zvikuru zvakadai pamusana pekusatenda kwavo, 3 Ni. 19:35. Pfungwa dzenyu munguva dzapfuura dzakange dzakasvibiswa pamusana pekusatenda, D&Z 84:54–58.