Smith, Emma Hale Onawo Smith, Joseph, Mwana Mukadzi weMuporofita Joseph Smith. Ishe vakaudza Emma kuti aite sarudzo yenziyo dzeChechi. Akashandawo semukuru wekutanga weRuwadzano rweMadzimai. Zvakazarurwa zvakapiwa maererano nechido chaIshe kuna Emma Smith, D&Z 25. Ishe vakaraira Emma Smith nezvekuwanana, D&Z 132:51–56.