Kutsigira Vatungamiri veChechi Onawo Kubvumirana kwewose Kutsidzira rutsigiro kune avo varikushanda vari muzvinzvimbo zvehutungamiri zvemusungano rose neChechi repamuri. Isai Joshua pamberi pegungano rose, mugomupa basa vachiona, Num. 27:18–19. Vose vanhu vakadaidzira vakati Mwari ngavaponise mambo, â… Â Sam. 10:24. Dairai maporofita vake, kuti mubudirire, â…¡Â Mak. 20:20. Teererai avo vane utongi pamusoro penyu, VaH. 13:17. Muchadiwa naIshe, nokuti hamuna kutsutsumwa, 1 Ni. 3:6. Avo vakagashira maporofita vakaponeswa, 3 Ni. 10:12–13. Teererai kumazwi eava gumi nevaviri, 3 Ni. 12:1. Nezwi rangu ini kana nezwi revaranda vangu, zvimwechetezvo, D&Z 1:38. Shoko rake muchagashira, sekunge rabva pamuromo pangu, D&Z 21:5. Uyo anotambira varanda vangu, anengeatambira ini, D&Z 84:35–38. Uyo wose anogashira ini, anengeagashira avo vandinotuma, D&Z 112:20. Kana vanhu vakasateerera kuizwi revanhu ava avo vandakagadza, havazoropafadzwa, D&Z 124:45–46.