Vana vaKristu Onawo Akaberekwa; Jesu Kristu; Kuberekwa naMwari, Kuberekwa Patsva; Vanakomana neVanasikana vaMwari Avo vakagashira vhangeri raJesu Kristu. Ani zvake achazvirereka semwana mudiki ndiye mukuru-kuru, Mat. 18:1–4. Tendai muchiedza kuti muve vana vechiedza, Joh. 12:36. Bvisa munhu wenyama uve semwana, Mosaya 3:19; 27:25–26. Pamusana pechibvumirano muchadaidzwa kuti vana vaKristu, Mosaya 5:7. Kana mukagona kubatisa chose chinhu chakanaka, zvironkwazvo muchave mwana waKristu, Moro. 7:19. Sevazhinji vakandigashira, ndakavapa simba rekuti vave vana vangu, D&Z 39:4. Musatye, vana vadiki, nokuti muri vangu, D&Z 50:40–41. Uri mumwechete mandiri, mwanakomana waMwari, Mos. 6:68.