Semu Onawo Rihai, Baba vaNifai MuBhuku raMormoni, mwanakomana wechitatu waRihai (1 Ni. 2:5). Aive murume akarurama uye mutsvene akasarudza kutevera Ishe (1 Ni. 2:17; 2 Ni. 5:5–6; Aru. 3:6).