Matanho eKubwinya Onawo Kubwinya kweSeresitiyaro; Kubwinya kweTeresitiyaro; Kubwinya kweTiresitiyaro Umambo hwakasiyana siyana kudenga. Mukutongwa kwekupedzisira, wose munhu achaiswa munzvimbo yekugara yekusingaperi iri ine umambo hunekubwinya kwako, kunze kweavo vari vanakomana Vekuraswa. Jesu akati, Mumba mababa vangu mune mizinda yakawanda, Joh. 14:2 (Eta 12:32). Kune kubwinya kumwe kwezuva, nekumwe kwemwedzi, nekumwe kwenyenyedzi, â… Â VaKori. 15:40–41. Pauro akabatwa kudenga rechitatu, â…¡Â VaKori. 12:2. Kune nzvimbo isina kubwinya uye yekurangwa kusingaperi, D&Z 76:30–38, 43–45. Kune matanho matatu ekubwinya, D&Z 76:50–113; 88:20–32.