Muparadzi Onawo Dhiabhorosi Satani ndiye muparadzi. Ishe haazobvumira muparadzi kuuya mudzimba dzenyu, Eks. 12:23. Muparadzi anotasva ari pamusoro pemvura, D&Z 61:19. Murindi angadai akaponesa munda wangu wemizambiringa kubva kumuparadzi, D&Z 101:51–54.