Zvibatsiro Zvekudzidza
Chegumi


Chegumi

Chikamu chegumi muzana rezvinowanikwa nemunhu pagore zvinopiwa kuna Ishe kuburikidza nemuChechi. Mari yechegumi inoshandiswa kuvaka dzimba dzechechi nematemberi, kutsigira basa rekushumira, nokuvaka umambo hwaMwari pano pasi.