Rairo Onawo Muporofita Kukohomedza, yambiro, rairo, nekudzidziswa kubva kuna Ishe nevatungamiri vavo vakagadzwa. Ndichakupai rairo, Eks. 18:19. Mwari vachanditungamira nerairo yavo, Mpi. 73:24. Kana pasina zano rapiwa, vanhu vanopunzika, Zir. 11:14. VaFarise nemagweta vakaramba rairo yaMwari, Ruka 7:30. Kuve vakadzidza kwakanaka kana vachiteerera kurairo yaMwari, 2Â Ni. 9:29. Teererai kurairo reuyo akakugadzai, D&Z 78:2. Gashira rairo yeuyo andasarudza, D&Z 108:1. Aivavarira kumisa zano rake kunze kwerairo yeuyo andakagadza, D&Z 124:84. Teererai kurairo yemuranda wangu Joseph, D&Z 124:89. Kana ani munhu asingatsvake rairo yangu, haachazove nesimba, D&Z 136:19.