Kuratidzika kweUso Kuratidzika kwenguva dzose kunoita uso hwemunhu, uhwo kazhinji hunoratidza pamire mweya nepane pfungwa. Uso hwavo hunovarovera, Isa. 3:9. Uso hwamambo hwakapinduka, uye pfungwa dzake dzikamunetsa, Dan. 5:6. Uso hwake hwainge semheni, Mat. 28:3. Uso hwake hwainge zuva, Zvaka. 1:16. Makatambira here mufananidzo waMwari mukuratidza kweuso hwenyu, Aru. 5:14, 19. Amoni akaona kuti kuratidzika kwamambo kwakanga kwashanduka, Aru. 18:12. Tsanyai uye munamate nemwoyo unofara neuso hwakafaranuka, D&Z 59:14–15. Uso hwake hwakapenya pamusoro pekupenya kwezuva, D&Z 110:3.