Ruvengo Onawo Chiva; Kutsividza; Rudo Mumagwaro matsvene, kupokana, humandu, nekuvenga. Kuvenga ndiko kusada zvakasimba mumwe munhu kana chimwe chinhu. Ndichaisa ruvengo pakati pako nemukadzi, Gen. 3:15 (Mos. 4:21). Ini, Mwari. ndashanyira huipi hwemadzibaba pamusoro pevana veavo vanovenga ini, Eks. 20:5. Izvi zvinhu zvitanhatu izvo Ishe vanovenga, Zir. 6:16. Murume akapusa anoshora amai vake, Zir. 15:20. Anoshorwa nekurambwa nevanhu, Isa. 53:3. Ita zvakanaka kuneavo vanokuvenga, Mat. 5:44. Kana kuti achavenga mumwe, nekuda mumwe vacho; kana kuti achabatirira kune umwe, oshora mumwe wacho, Mat. 6:24. Muchavengwa nevanhu pamusana pezita rangu, Mat. 10:22. Uyo wose anoita zvakaipa anovenga chiedza, Joh. 3:20. Pfungwa yekusvifadza kwenyama ruvengo kuna Mwari, VaR. 8:7. Musarege munhu achireva humwana hwenyu, â… Â Tim. 4:12. Hushamwari hwenyika ruvengo kuna Mwari, Jkb. 4:4. Nekuti vakafuma, vanovenga varombo, 2 Ni. 9:30. Musavenge zvakazarurwa zvaMwari, Jak. 4:8. Vaive neruvengo rusingaperi kwatiri, Jak. 7:24. Vanhu vanogara pasiri payambiro yaMwari, nekuvenga mashoko ake, D&Z 3:7. Muzuva iroro ruvengo rwuchapera kubva pamberi pehuso hwangu, D&Z 101:26. Ndakange ndavengwa nekushushwa nepamusana pekuti ndakange ndaona chiratidzo, Nh—JS 1:25.