Zvibatsiro Zvekudzidza
Rusifa


Rusifa

Zita iri rinoreva Anopenya kana Anotakura mwenje. Anoziikanwawo seMwanakomana weMangwanani. Rusifa akanga ari mwanakomana wemweya waBaba Vekudenga uye akatungamira mukupanduka kwakaitika upenyu hwenyama husati hwavapo. Zita rekuti Rusifa rinowanikwa kamwechete muBhaibheri (Isa. 14:12). Zvakazarurwa muMazuva Ekupedzisira zvinotipa zvimwe zvakawanda maererano nokupunzika kwaRusifa (D&Z 76:25–29).

Dhinda