Benjamini, Baba waMosaya Onawo Mosaya, Mwanakomana waBenjamini Muporofita naMambo wemuBhuku raMormoni (Mosaya 1–6). Akarwisana nezvipingamupinyi zvikuru mukuisa runyararo munyika, Omu. 1:23–25 (Mazwi 1:12–18). Akadzidzisa vanakomana vake, Mosaya 1:1–8. Akagadza umambo pamwanakomana wake Mosaya, Mosaya 1:9–18. Vanhu vake vakaungana kuti vanzwe hurukuro yake yekupedzisira, Mosaya 2:1–8. Akataura kuvanhu vake, Mosaya 2:9–4:30. Vanhu vake vakaita chibvumirano naIshe, Mosaya 5–6.