Rehoboami
MuTestamente yaKare, mwanakomana waMambo Soromoni. Akagara nzvimbo yababa vake akatonga kwemakore gumi nemanomwe muJerusarema (â… Â Madz. 11:43; 14:21, 31). Munguva yekutonga kwaRehoboami, muumambo hwakanga hwakaganhurwa muumambo hwaIsraeri kuchamhembe neumamabo hwaJuda kumaodzanyemba (â… Â Madz. 11:31–36; 12:19–20). Rehoboami aitonga muumambo hwaJuda.