Kudada
Kusavepo kwekuzvininipisa kana kudzidzika. Kudada kunokonzera vanhu kupikisana pachavo naMwari. Munhu anodada anozviisa pamusoro peavo vakamukomboredza achitevera kuda kwake iye kunze kwekwaMwari. Kuzvida, ruchiva, kuoma kwemwoyo, kuzvikudza zvinhu zvinowanikwa mumunhu anodada.