Mumagwaro matsvene, runyararo rwunogona kureva rusununguko kana kurwisana nezhonga-zhonga kana kuti kugadzikana kwemukati nokunyaradzwa kunoberekwa noMweya uyo Mwari wavanopa kuVatendi vavo vanovimbika.
Rusununguko kubva mukurwisana nezhonga-zhonga
Runyararo kubva kuna Mwari kune vanoteerera