Amurisai Murume ari muBhuku raMormoni akatungamirira boka remaNifai avo vakanga vachida mambo panguva yekutonga kwevatongi. MaNifai aya, vaidadzwa kunzi vaAmurisai, vakapandukira Mwari zviri pachena, zvakaita kuti vatukwe (Aru. 2–3).