Zvibatsiro Zvekudzidza
Chidzitiro


Chidzitiro

Izwi rinoshandiswa mumagwaro matsvene kureva kuti (1) chinopatsanura uriri hwetabernakeri kana temberi, (2) chiratidzo chekupatsanura Mwari nemunhu, (3) kachira katete-tete kanopfekwa nevanhu kufugidza kumeso kwavo kana musoro, kana (4) kukanganwa kwekupiwa naMwari uko kuno dzitira ndangariro dzevanhu dzisazive upenyu hwakateverwa nehuno.

Dhinda