Farao Onawo Egipita; Egipitasi Mwanakomana mukuru waEgipitasi, mwanasikana waHami (Abr. 1:25). Zvakare zita raipiwa kumadzimambo eEgipita (Abr. 1:27).