Guva Onawo Kumuka Kuvakafa Panovigwa muviri unofa. Pamusana peRudzikinuro, wose achamuka kubva muguva. Mushure mekumuka kuvakafa kwaKristu, makuva akazururwa miviri mizhinji ikamuka, Mat. 27:52–53 (3 Ni. 23:9–13). Guva, kuripi kukunda kwako? â… Â VaKori. 15:55. Guva rakafanira kuunza vakafa varo, 2 Ni. 9:11–13. Avo vakarara muguva vachamuka, D&Z 88:97–98. Chidziva chekubhabhatidzira chiratidzo cheguva, D&Z 128:12–13.