Kubwinya kweTeresitiyaro Onawo Matanho eKubwinya Chinhano chepasi pasi pazvitatu zvekubwinya umo muchagara vanhu mushure mekutongwa kwekupedzisira. Pauro akaona kubwinya kwenyenyedzi, â… Â VaKori. 15:40–41. Joseph Smith naSidney Rigdon vakaona kubwinya kweteresitiyaro, D&Z 76:81–90. Vagari venyika yemukubwinya yeteresitiyaro vakanga vakawanda senyenyedzi, D&Z 76:109–112. Uyo asingagone kugara nemurau weumambo hwekubwinya kweteresitiyaro haangagare mukubwinya kweteresitiyaro, D&Z 88:24, 31, 38.