Ruchiva Onawo Kufadza Nyama Kuve nekuda kuwana chimwe chinhu zvisinakururama. Usachive runako rwake mumwoyo mako, Zir. 6:25. Uyo wose anotarisa mukadzi achimuitira ruchiva atoita hupombwe, Mat. 5:28 (3 Ni. 12:28). Vanhu vakatsva mukuchivana kwavo, VaR. 1:27. Sekuchiva kwavo vachazviunganidzira vadzidzisi, Ⅱ Tim. 4:3–4. Rabhani akaona pfuma yedu akaiitira ruchiva, 1 Ni. 3:25. Musaende zvakare muchitevera ruchiva rwemaziso enyu, Aru. 39:3–4, 9. Uyo anotarisa pamukadzi achimuitira ruchiva acharamba rutendo, D&Z 42:23. Regai zvose zvamunoda zveruchiva, D&Z 88:121.